Revhitiko 13:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Kana munhu akabuda bundu kana kuti mhezi kana kuti chidzvanga+ muganda renyama yake, paganda renyama yake poita hosha yemaperembudzi,+ anofanira kubva aunzwa kumupristi Aroni kana kuti kune mumwe wevanakomana vake, ivo vapristi.+
2 “Kana munhu akabuda bundu kana kuti mhezi kana kuti chidzvanga+ muganda renyama yake, paganda renyama yake poita hosha yemaperembudzi,+ anofanira kubva aunzwa kumupristi Aroni kana kuti kune mumwe wevanakomana vake, ivo vapristi.+