Revhitiko 13:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 “Asi zvino, kana mupristi akatarira, akaona kuti hosha yacho haina kupararira nenguo yacho kana kuti neshinda dzinochinjika kana kuti netambo dzinodzika kana kuti nechinhu chero chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe,+
53 “Asi zvino, kana mupristi akatarira, akaona kuti hosha yacho haina kupararira nenguo yacho kana kuti neshinda dzinochinjika kana kuti netambo dzinodzika kana kuti nechinhu chero chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe,+