Revhitiko 14:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Anofanira kubva arisasa+ kanomwe+ pamunhu ari kuzvichenesa pamaperembudzi uye anofanira kumuti akachena,+ uye anofanira kurega shiri yacho mhenyu ichienda kusango.+
7 Anofanira kubva arisasa+ kanomwe+ pamunhu ari kuzvichenesa pamaperembudzi uye anofanira kumuti akachena,+ uye anofanira kurega shiri yacho mhenyu ichienda kusango.+