Numeri 1:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Vokuvanakomana vaJudha,+ mukutevedzana kwokuberekwa kwavo maererano nemhuri dzavo dzedzimba dzemadzibaba avo, maererano nokuverengwa kwemazita avo, kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri zvichikwira, vose vaikwanisa kuenda kuhondo,
26 Vokuvanakomana vaJudha,+ mukutevedzana kwokuberekwa kwavo maererano nemhuri dzavo dzedzimba dzemadzibaba avo, maererano nokuverengwa kwemazita avo, kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri zvichikwira, vose vaikwanisa kuenda kuhondo,