Numeri 1:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Vokuvanakomana vaZebhuruni,+ mukutevedzana kwokuberekwa kwavo maererano nemhuri dzavo dzedzimba dzemadzibaba avo, maererano nokuverengwa kwemazita avo, kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri zvichikwira, vose vaikwanisa kuenda kuhondo,
30 Vokuvanakomana vaZebhuruni,+ mukutevedzana kwokuberekwa kwavo maererano nemhuri dzavo dzedzimba dzemadzibaba avo, maererano nokuverengwa kwemazita avo, kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri zvichikwira, vose vaikwanisa kuenda kuhondo,