Numeri 1:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Vokuvanakomana vaBhenjamini,+ mukutevedzana kwokuberekwa kwavo maererano nemhuri dzavo dzedzimba dzemadzibaba avo, maererano nokuverengwa kwemazita avo, kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri zvichikwira, vose vaikwanisa kuenda kuhondo,
36 Vokuvanakomana vaBhenjamini,+ mukutevedzana kwokuberekwa kwavo maererano nemhuri dzavo dzedzimba dzemadzibaba avo, maererano nokuverengwa kwemazita avo, kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri zvichikwira, vose vaikwanisa kuenda kuhondo,