Numeri 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vaya vedzinza raIsakari+ ndivo vachadzika musasa pedyo naye, uye jinda revanakomana vaIsakari ndiNetaneri+ mwanakomana waZuari.
5 Vaya vedzinza raIsakari+ ndivo vachadzika musasa pedyo naye, uye jinda revanakomana vaIsakari ndiNetaneri+ mwanakomana waZuari.