Numeri 3:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Nyora matangwe ose evanhurume evanakomana vaIsraeri vanobvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira,+ uye uverenge mazita avo.
40 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Nyora matangwe ose evanhurume evanakomana vaIsraeri vanobvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira,+ uye uverenge mazita avo.