Numeri 4:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Unyore kubvira pane vane makore makumi matatu zvichikwira kusvikira pane vane makore makumi mashanu,+ vose vanouya kuzopinda muboka rebasa kuti vaite basa mutende rokusanganira.
23 Unyore kubvira pane vane makore makumi matatu zvichikwira kusvikira pane vane makore makumi mashanu,+ vose vanouya kuzopinda muboka rebasa kuti vaite basa mutende rokusanganira.