Numeri 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi akaita chimwe chezvivi zvinoitwa nevanhu nokuita chinhu chokusatendeka kuna Jehovha, mweya iwoyo watovawo nemhosva.+
6 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi akaita chimwe chezvivi zvinoitwa nevanhu nokuita chinhu chokusatendeka kuna Jehovha, mweya iwoyo watovawo nemhosva.+