Numeri 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Kana mudzimai womurume upi zvake akatsauka zvokuti anomuitira chinhu chokusatendeka,+
12 “Taura nevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Kana mudzimai womurume upi zvake akatsauka zvokuti anomuitira chinhu chokusatendeka,+