Numeri 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 mumwe murume akarara naye, akabudisa urume,+ zvikavanzirwa murume wake,+ zvikaramba zvisingazivikanwi, iye mudzimai wacho akazvisvibisa asi pasina chapupu chinomupomera, iye akasabatwa;
13 mumwe murume akarara naye, akabudisa urume,+ zvikavanzirwa murume wake,+ zvikaramba zvisingazivikanwi, iye mudzimai wacho akazvisvibisa asi pasina chapupu chinomupomera, iye akasabatwa;