-
Numeri 5:22Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
22 Mvura iyi inouyisa kutukwa inofanira kupinda muura hwako kuti iite kuti dumbu rako rizvimbe uye kuti chidya chako chitetepe.” Mukadzi wacho anofanira kuti: “Ameni! Ameni!”
-