Numeri 5:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Anofanira kuita kuti mukadzi wacho anwe mvura inovava inouyisa kutukwa,+ uye mvura inouyisa kutukwa inofanira kupinda maari sechimwe chinhu chinovava.
24 Anofanira kuita kuti mukadzi wacho anwe mvura inovava inouyisa kutukwa,+ uye mvura inouyisa kutukwa inofanira kupinda maari sechimwe chinhu chinovava.