-
Numeri 5:30Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
30 kana kuti zvimwe murume paanenge abatwa negodo, onyumwira kuti mudzimai wake haana kutendeka; anofanira kuita kuti mudzimai wake amire pamberi paJehovha, uye mupristi anofanira kumushandisira mutemo uyu wose.
-