Numeri 6:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 netswanda yemakeke akaita serin’i asina kuviriswa efurawa yakatsetseka,+ yakakanyiwa nemafuta,+ nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazorwa mafuta,+ nechinopiwa chazvo chezviyo+ nezvinopiwa zvazvo zvezvinonwiwa.+
15 netswanda yemakeke akaita serin’i asina kuviriswa efurawa yakatsetseka,+ yakakanyiwa nemafuta,+ nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazorwa mafuta,+ nechinopiwa chazvo chezviyo+ nezvinopiwa zvazvo zvezvinonwiwa.+