Numeri 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi haana chaakapa vanakomana vaKohati, nokuti vaiva nebasa repanzvimbo tsvene.+ Vaitakura nepamapfudzi avo.+
9 Asi haana chaakapa vanakomana vaKohati, nokuti vaiva nebasa repanzvimbo tsvene.+ Vaitakura nepamapfudzi avo.+