13 Chinopiwa chake chaiva dhishi rimwe resirivha, rairema mashekeri zana nemakumi matatu, ndiro imwe yesirivha yemashekeri makumi manomwe kana tichienzanisa neshekeri renzvimbo tsvene,+ zvose zvizere nefurawa yakatsetseka yakakanyiwa nemafuta kuti ive chinopiwa chezviyo;+