Numeri 9:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Havafaniri kusiya zvimwe zvacho kusvikira mangwanani,+ uye havafaniri kutyora mapfupa ari machiri.+ Vanofanira kuchigadzira maererano nomurau wose wepaseka.+
12 Havafaniri kusiya zvimwe zvacho kusvikira mangwanani,+ uye havafaniri kutyora mapfupa ari machiri.+ Vanofanira kuchigadzira maererano nomurau wose wepaseka.+