Numeri 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vanakomana vaAroni, vapristi, vanofanira kuridza mabhosvo,+ uye kushandiswa kwawo ngakuve murau wenyu nokusingagumi muzvizvarwa zvenyu zvose.
8 Vanakomana vaAroni, vapristi, vanofanira kuridza mabhosvo,+ uye kushandiswa kwawo ngakuve murau wenyu nokusingagumi muzvizvarwa zvenyu zvose.