Numeri 10:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Asi akati kwaari: “Handizoendi pamwe chete nemi, asi ndichaenda kunyika yangu+ nokuhama dzangu.”