Numeri 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vanhu vaipararira voinhonga,+ voikuya pamakuyo kana kuti kuidzvura muduri, uye vaiibikira muhari dzokubikira+ kana kuti vaiigadzira kuti ive makeke eraundi, uye kunaka kwayo kwaiita sokunaka kwekeke rinotapira rakabikwa nemafuta.+
8 Vanhu vaipararira voinhonga,+ voikuya pamakuyo kana kuti kuidzvura muduri, uye vaiibikira muhari dzokubikira+ kana kuti vaiigadzira kuti ive makeke eraundi, uye kunaka kwayo kwaiita sokunaka kwekeke rinotapira rakabikwa nemafuta.+