Numeri 11:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino iwe uti kuvanhu, ‘Zvitsvenesei nokuda kwamangwana,+ nokuti muchadya nyama, zvamakachema Jehovha achinzwa,+ muchiti: “Ndiani achatipa nyama kuti tidye, nokuti zvakanga zvakatinakira muIjipiti?”+ Jehovha achakupai nyama, uye muchadya.+
18 Zvino iwe uti kuvanhu, ‘Zvitsvenesei nokuda kwamangwana,+ nokuti muchadya nyama, zvamakachema Jehovha achinzwa,+ muchiti: “Ndiani achatipa nyama kuti tidye, nokuti zvakanga zvakatinakira muIjipiti?”+ Jehovha achakupai nyama, uye muchadya.+