Numeri 11:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Jehovha akati kuna Mosesi: “Ruoko rwaJehovha rwakanyanya kupfupika here?+ Zvino uchaona kana zvandinotaura zvichaitika kwauri kana kuti kwete.”+
23 Jehovha akati kuna Mosesi: “Ruoko rwaJehovha rwakanyanya kupfupika here?+ Zvino uchaona kana zvandinotaura zvichaitika kwauri kana kuti kwete.”+