Numeri 11:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Nyama yakanga ichiri pakati pemazino avo,+ isati yatsengwa, Jehovha paakatsamwira+ vanhu vacho kwazvo, uye Jehovha akauraya vanhu vazhinji kwazvo.+ Numeri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:33 Nharireyomurindi,3/1/1995, p. 16
33 Nyama yakanga ichiri pakati pemazino avo,+ isati yatsengwa, Jehovha paakatsamwira+ vanhu vacho kwazvo, uye Jehovha akauraya vanhu vazhinji kwazvo.+