Numeri 14:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Imi hamuzopindi munyika yandakasimudzira ruoko rwangu+ ndichipika kuti ndigare nemi, kunze kwaKarebhi, mwanakomana waJefune naJoshua mwanakomana waNuni.+
30 Imi hamuzopindi munyika yandakasimudzira ruoko rwangu+ ndichipika kuti ndigare nemi, kunze kwaKarebhi, mwanakomana waJefune naJoshua mwanakomana waNuni.+