Numeri 14:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Zvisinei, nokuzvikudza vakakwira pamusoro pegomo,+ asi areka yesungano yaJehovha haina kubva mumusasa pamwe chete naMosesi.+
44 Zvisinei, nokuzvikudza vakakwira pamusoro pegomo,+ asi areka yesungano yaJehovha haina kubva mumusasa pamwe chete naMosesi.+