Numeri 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 munhu anofanira kuuyawo nemombe hono pamwe chete nechinopiwa chezviyo+ chezvegumi zvitatu zvefurawa yakatsetseka, yakakanyiwa nemafuta anokwana hafu yehini.
9 munhu anofanira kuuyawo nemombe hono pamwe chete nechinopiwa chezviyo+ chezvegumi zvitatu zvefurawa yakatsetseka, yakakanyiwa nemafuta anokwana hafu yehini.