Numeri 15:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 “‘Asi mweya unoita chinhu nemaune,+ munhu wacho angava munhu womunyika yacho kana mutorwa, achituka Jehovha,+ mweya iwoyo unofanira kuparadzwa pakati pevanhu vawo.+
30 “‘Asi mweya unoita chinhu nemaune,+ munhu wacho angava munhu womunyika yacho kana mutorwa, achituka Jehovha,+ mweya iwoyo unofanira kuparadzwa pakati pevanhu vawo.+