Numeri 15:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Naizvozvo vakamusunga,+ nokuti zvaaifanira kuitirwa zvakanga zvisati zvataurwa zviri pachena.