Numeri 16:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo vakaunganira+ Mosesi naAroni, vakati kwavari: “Zvakwana imi, nokuti ungano yose, vose zvavo vatsvene+ uye Jehovha ari pakati pavo.+ Saka, nei muchizvikwidziridza paungano yaJehovha?”+ Numeri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:3 Nharireyomurindi,10/15/2012, p. 138/1/2000, p. 10
3 Naizvozvo vakaunganira+ Mosesi naAroni, vakati kwavari: “Zvakwana imi, nokuti ungano yose, vose zvavo vatsvene+ uye Jehovha ari pakati pavo.+ Saka, nei muchizvikwidziridza paungano yaJehovha?”+