Numeri 16:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Chinhu chiduku kwazvo here kuti iwe wakatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi kuti utiurayire murenje,+ zvokuti wava kuda kuzviitawo jinda rinotitonga pazvinhu zvose?+
13 Chinhu chiduku kwazvo here kuti iwe wakatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi kuti utiurayire murenje,+ zvokuti wava kuda kuzviitawo jinda rinotitonga pazvinhu zvose?+