Numeri 16:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Sezvazviri, hauna kutiendesa kunyika inoyerera mukaka nouchi,+ kuti utipe nhaka yeminda neyeminda yemizambiringa. Unoda kutushura maziso evanhu avo here? Hatisi kuzouya!”
14 Sezvazviri, hauna kutiendesa kunyika inoyerera mukaka nouchi,+ kuti utipe nhaka yeminda neyeminda yemizambiringa. Unoda kutushura maziso evanhu avo here? Hatisi kuzouya!”