Numeri 16:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mosesi akabva atsamwa kwazvo, akati kuna Jehovha: “Musatarira chinopiwa chavo chezviyo.+ Handina kuvatorera kana mbongoro hono imwe chete, uyewo handina kukuvadza kana mumwe wavo.”+
15 Mosesi akabva atsamwa kwazvo, akati kuna Jehovha: “Musatarira chinopiwa chavo chezviyo.+ Handina kuvatorera kana mbongoro hono imwe chete, uyewo handina kukuvadza kana mumwe wavo.”+