Numeri 16:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Naizvozvo vakawira pasi nezviso zvavo, vakati: “Haiwa Mwari, Mwari wesimba roupenyu rezvipenyu zvenyama yemarudzi ose,+ kana munhu mumwe chete akatadza, mungatsamwira ungano yose here?”+
22 Naizvozvo vakawira pasi nezviso zvavo, vakati: “Haiwa Mwari, Mwari wesimba roupenyu rezvipenyu zvenyama yemarudzi ose,+ kana munhu mumwe chete akatadza, mungatsamwira ungano yose here?”+