Numeri 16:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Vakabva vabva pamberi petebhenekeri yaKora, Dhatani naAbhiramu, kumativi ose, uye Dhatani naAbhiramu vakabuda, vakamira pamasuo ematende avo,+ pamwe chete nemadzimai avo, nevanakomana vavo nevana vavo.
27 Vakabva vabva pamberi petebhenekeri yaKora, Dhatani naAbhiramu, kumativi ose, uye Dhatani naAbhiramu vakabuda, vakamira pamasuo ematende avo,+ pamwe chete nemadzimai avo, nevanakomana vavo nevana vavo.