Numeri 18:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Michero inotanga kuibva pane yose iri panyika yavo, yavachauya nayo kuna Jehovha, inofanira kuva yako.+ Ani naani akachena ari muimba yako angaidya.
13 Michero inotanga kuibva pane yose iri panyika yavo, yavachauya nayo kuna Jehovha, inofanira kuva yako.+ Ani naani akachena ari muimba yako angaidya.