Numeri 18:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Iwe nevanakomana vako nevanasikana vako vauinavo, ndakupai mipiro yose mitsvene+ ichapiwa Jehovha nevanakomana vaIsraeri, kuti ive mugove wenyu nokusingagumi.+ Isungano yomunyu nokusingagumi pamberi paJehovha kwauri nokuvana vako vauinavo.”+
19 Iwe nevanakomana vako nevanasikana vako vauinavo, ndakupai mipiro yose mitsvene+ ichapiwa Jehovha nevanakomana vaIsraeri, kuti ive mugove wenyu nokusingagumi.+ Isungano yomunyu nokusingagumi pamberi paJehovha kwauri nokuvana vako vauinavo.”+