Numeri 18:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Chichaverengerwa kwamuri somupiro wenyu, sezvinoitwa zviyo zviri paburiro+ uye sezvinoitwa zvibereko zvizhinji zvinobva muchisviniro chewaini kana kuti chemafuta.
27 Chichaverengerwa kwamuri somupiro wenyu, sezvinoitwa zviyo zviri paburiro+ uye sezvinoitwa zvibereko zvizhinji zvinobva muchisviniro chewaini kana kuti chemafuta.