Numeri 19:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Munhu uya anounganidza madota emhou yacho anofanira kugeza nguo dzake ova asina kuchena kusvikira manheru.+ “‘Unofanira kuva murau nokusingagumi kuvanakomana vaIsraeri uye kumutorwa ari kugara pakati pavo.+
10 Munhu uya anounganidza madota emhou yacho anofanira kugeza nguo dzake ova asina kuchena kusvikira manheru.+ “‘Unofanira kuva murau nokusingagumi kuvanakomana vaIsraeri uye kumutorwa ari kugara pakati pavo.+