Numeri 19:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Munhu akadaro anofanira kuzvinatsa nemvura yacho pazuva rechitatu,+ uye pazuva rechinomwe achava akachena. Asi kana asingazozvinatsi pazuva rechitatu, haazovi akachena pazuva rechinomwe.
12 Munhu akadaro anofanira kuzvinatsa nemvura yacho pazuva rechitatu,+ uye pazuva rechinomwe achava akachena. Asi kana asingazozvinatsi pazuva rechitatu, haazovi akachena pazuva rechinomwe.