Numeri 19:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Chinhu chipi zvacho chingabatwa nomunhu asina kuchena chichava chisina kuchena,+ uye mweya unochibata uchava usina kuchena kusvikira manheru.’”+
22 Chinhu chipi zvacho chingabatwa nomunhu asina kuchena chichava chisina kuchena,+ uye mweya unochibata uchava usina kuchena kusvikira manheru.’”+