Numeri 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino vanakomana vaIsraeri, ungano yose zvayo, vakasvika kurenje reZini+ mumwedzi wokutanga, uye vanhu vakagara muKadheshi.+ Miriyemu+ akafira imomo uye akavigwa imomo.
20 Zvino vanakomana vaIsraeri, ungano yose zvayo, vakasvika kurenje reZini+ mumwedzi wokutanga, uye vanhu vakagara muKadheshi.+ Miriyemu+ akafira imomo uye akavigwa imomo.