Numeri 22:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndapota, chiuya zvino; nditukire+ vanhu ava, nokuti vane simba kundipfuura. Zvichida ndingakwanisa kuvakunda uye ndingavadzinga munyika ino; nokuti ndinonyatsoziva kuti munhu waunokomborera, akakomborerwa uye munhu waunotuka, akatukwa.”+
6 Ndapota, chiuya zvino; nditukire+ vanhu ava, nokuti vane simba kundipfuura. Zvichida ndingakwanisa kuvakunda uye ndingavadzinga munyika ino; nokuti ndinonyatsoziva kuti munhu waunokomborera, akakomborerwa uye munhu waunotuka, akatukwa.”+