Numeri 22:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino Mwari akauya kuna Bharami, akati:+ “Varume ava vauinavo ndivanaani?”