Numeri 22:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Mbongoro hadzi yandiona ikaedza kutsaukira kurutivi pamberi pangu katatu aka.+ Ko kudai yanga isina kutsauka pamberi pangu! Nokuti kusvikira zvino ndingadai ndakuuraya,+ asi iyo ndingadai ndaichengetedza iri mhenyu.”
33 Mbongoro hadzi yandiona ikaedza kutsaukira kurutivi pamberi pangu katatu aka.+ Ko kudai yanga isina kutsauka pamberi pangu! Nokuti kusvikira zvino ndingadai ndakuuraya,+ asi iyo ndingadai ndaichengetedza iri mhenyu.”