Numeri 22:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Bharaki paakanzwa kuti Bharami akanga asvika, akabva abuda kuti anomuchingura paguta reMoabhi, riri pamhenderekedzo yomupata weAnoni, uri kumucheto kwenharaunda yacho.+
36 Bharaki paakanzwa kuti Bharami akanga asvika, akabva abuda kuti anomuchingura paguta reMoabhi, riri pamhenderekedzo yomupata weAnoni, uri kumucheto kwenharaunda yacho.+