Numeri 22:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Bharami akati kuna Bharaki: “Tarira, ndauya kwauri zvino. Ndingakwanisa kutaura kana chinhu zvacho here?+ Shoko richaiswa mumuromo mangu naMwari ndiro randichataura.”+
38 Bharami akati kuna Bharaki: “Tarira, ndauya kwauri zvino. Ndingakwanisa kutaura kana chinhu zvacho here?+ Shoko richaiswa mumuromo mangu naMwari ndiro randichataura.”+