-
Numeri 23:17Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
17 Naizvozvo akasvika kwaaiva, uye tarira! akanga amire pedyo nechinopiwa chake chinopiswa, aine machinda eMoabhi. Bharaki akabva ati kwaari: “Jehovha ataurei?”
-