Numeri 24:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino Bharaki akatsamwira Bharami kwazvo, akarovanisa maoko ake,+ uye Bharaki akati kuna Bharami: “Ndakakushevedza kuti utuke+ vavengi vangu, asi tarira! wavakomborera zvikuru kwazvo katatu aka.
10 Zvino Bharaki akatsamwira Bharami kwazvo, akarovanisa maoko ake,+ uye Bharaki akati kuna Bharami: “Ndakakushevedza kuti utuke+ vavengi vangu, asi tarira! wavakomborera zvikuru kwazvo katatu aka.